Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 8.
1
Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 8.
Zvingwa zvambuya wazvirongedzera pai?
Ndinogara ndi- chikungura kuti dai ndiine mari zva- ngu, ndaitenga zimba rangu rema- ndiriri.
Kana kunze kwati zva-a kunenge kuchangodoka kwava kutanga kusviba.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zva-a
Kana kunze kwati zva-a kunenge kuchangodoka kwava kutanga kusviba.
VerengaSwipe for the next word