KwaunobvaDuramazwiMmazunza

Duramazwi · zita

mazunza

Zvinoreva

Mazunza munhu anotaura nyaya dzekunyepa, kana kuti anongowedzera pese pese paanenge achitaura.

1

Kana munhu achiwanza anenge ari mazunza, achitaura nyaya achiwedzera nguva dzese.

Mazunza munhu anotaura nyaya dzekunyepa, kana kuti anongowedzera pese pese paanenge achitaura.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word