Duramazwi01 / 03munyeveriMunyeveri munhu anozivisa mumwe kuti agare akangwarira zvakaipa zvaanoziva zvichaitika panguva inotevera.Verenga→
Duramazwi02 / 03munyeyiMunyeyi ishamwari yemhuri inonzi inokwanisa kuviga vanhu vemhuri iyi kana vachinge vafa.Verenga→
Duramazwi03 / 03munyiiMunyii muti unomera munzvimbo dzisinganyanyonaya mvura, unobereka vana vadiki vanotapira, vane mhodzi dzakaomarara uye dzakareburuka.Verenga→