KwaunobvaDuramazwiMmunyepfu

Zvinoreva

Munyepfu inyama isina mapfupa kana mafuta akawanda.

1

Munyepfu inyama isina mapfupa kana mafuta akawanda.

Kun'ura munyepfu wenyama kuubvisa pagodo raunenge uri.

Munyepfu inyama isina mapfupa kana mafuta akawanda.

Muchitsauko chino tiri kungoparura chete hatisati tanyatsopinda mumunyepfu.

Zvakafanana

mupfenu · mushuna · pfupfu

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word