KwaunobvaDuramazwiSsunha

Duramazwi

sunha

Zvinoreva

Kana mugwagwa wakasunha unenge usina kufaranuka.

1

Kana mugwagwa wakasunha unenge usina kufaranuka.

Mugwagwa uyu wakasunha zvekuti mota mbiri hadzigoni kupfuudzana.

Kana chokudya chichisusunha chinenge chichizokusvota kana wapedza kuchidya.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sunhuka

Kuregedza nenzira yeruzivo.

Verenga

Swipe for the next word