KwaunobvaDuramazwiSsungura

Duramazwi · zita

sungura

Zvinoreva

Sungura ndemumwe yemisambo yemimhanzi inoridzwa muZimbabwe, magitare acho achikasikira zvinoita kuti munhu akwanise kutamba jiti.

1

Sungura ndeimwe mhando yekutsava mimhanzi, makumbo achikasikira kudzvanhuka-dzvanhuka.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sungwa

Kana munhu achinzi akasungwa anenge ashandisirwa mishonga kuti askwanisa kuzvara.

Verenga

Swipe for the next word