KwaunobvaDuramazwiSsunhura

Duramazwi

sunhura

-batanura

Zvinoreva

Kana ukasunhura zvaunenge unazvo unenge wazviregedza.

1

Kusunhura kusiya zvanga zviri muhana mako uchiregerera anenge akutadzira.

2

Zvakafanana

-batanura

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sunika

Kana ukasunika kupfeka nhumbi unenge wataridza mberi sure, kana kuti waipfeka kunze kuri mukati.

Verenga

Swipe for the next word