Kwaunobva/Duramazwi/K/Kukurukura
Duramazwi
extemporaneous · discussing
kukururwi
Kuti kukururwi kurira kunoita njiva.
kukurwa kwevhu
erosion
kukuta
Kukukuta kututa kana kutora zvinhu zvose zvinenge zviri panzvimbo.
Swipe for the next word