Kwaunobva/Duramazwi/K/kukururwi
Duramazwi
Kuti kukururwi kurira kunoita njiva.
kukurwa kwevhu
erosion
kukuta
Kukukuta kututa kana kutora zvinhu zvose zvinenge zviri panzvimbo.
kukutu
Kusimba kana kuomarara.
Swipe for the next word