Duramazwi
tamba munhu
-tamba tsvina
Duramazwi
Kutamba munhu kumuitira zvinhu zvine chitsotsi mukati iye asingambozvifungiri.
Kutamba munhu kumuitira zvinhu zvine chitsotsi mukati iye asingambozvifungiri.
Mukomana uyu akatamba munhu waaigara naye achimukwereta mari zhinji asi iye akabuda basa kare.
-tamba tsvina
Duramazwi
01 / 03tamba nhova
Kutamba nhova kuvhiringika musoro nezvinhu zvakaoma zvinenge zvaitika kwauri.
VerengaSwipe for the next word