KwaunobvaDuramazwiTtamba nhova

Duramazwi

tamba nhova

Zvinoreva

Kutamba nhova kuvhiringika musoro nezvinhu zvakaoma zvinenge zvaitika kwauri.

1

Kutamba nhova kuvhiringika musoro nezvinhu zvakaoma zvinenge zvaitika kwauri.

Akatamba nhova paakabirwa mari verendi.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tamba-tamba

Kana chinhu chichinzi chiri kutamba-tamba chinenge chisina kugara zvakanaka chichizungunuka.

Verenga

Swipe for the next word