Duramazwi
-dzana-tsaba-dhanza-jaivha
Zvinoreva
mbo kana dzimwe nhengo dzomuviri, zvichienderana nomumhanzi.
1
mbo kana dzimwe nhengo dzomuviri, zvichienderana nomumhanzi.
2
Kutamba kuita zvinhu zvokufara, kana zvokufadza muviri kana pfungwa.
3
Kutamba kutaura zvimwe zvinhu usingarevese uchida kuona kuti vamwe vanoita sei.
Kutamba zvangu kwandanga ndichiita kuti ndasiya baba vako vauya kubva ku-Harare.
4
Kana vanhu vachinzi vanotamba zvinoreva kuti vanenge vane utano hwakanaka.
5
Kutamba kutadza kuita zvinhu zvaunge uchitarisirwa nekuda kwekuvarairwa nezvimwe zvinokunakidza.
Ukatamba nechikoro hameno hako, unofa uchitambura.
Zvakafanana
-dzana · -tsaba · -dhanza · -jaivha
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tamba munhu
Kutamba munhu kumuitira zvinhu zvine chitsotsi mukati iye asingambozvifungiri.
VerengaSwipe for the next word