KwaunobvaDuramazwiBbinya

Duramazwi · zita

binya

-korovhera

Zvinoreva

Kubinya kusimudza chinhu wobva wochitakura papfudzi.

Binya inhindi yenyama yakarebenuka.

1

Binya saga reupfu iro tiende.

Kubinya kunyengedza vamwe vanhu kuitira kuti uwane zvaunoda kubva kwavari.

Kubinya kusimudza chinhu wobva wochitakura papfudzi.

2

3

Binya inhindi yenyama yakarebenuka.

Kubinya kunyengedza vamwe vanhu kuitira kuti uwane zvaunoda kubva kwavari.

Kubinya kusimudza chinhu wobva wochitakura papfudzi.

Zvakafanana

-korovhera

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

binyaidza

Kubinyaidza kupinza kana kuburitsa chinhu mumba kana munyika muchivande.

Verenga

Swipe for the next word