KwaunobvaDuramazwiBbinin'idza

Duramazwi

binin'idza

Zvinoreva

Kubinin'idza kuruka zvinhu zvakaita semajuzi, chirukiso chichiti chikambobuda chonyura mushinda.

1

Kubinin'idza kuruka zvinhu zvakaita semajuzi, chirukiso chichiti chikambobuda chonyura mushinda.

2

Kubinin'idza kupiringidza munhu kana chinhu maune.

Usabinin'idza mwana netambo idzo, unomukuvadza.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

binya

Kubinya kusimudza chinhu wobva wochitakura papfudzi.

Verenga

Swipe for the next word