KwaunobvaDuramazwiBbinyauka

Duramazwi

binyauka

Zvinoreva

Kana munhu achibinyauka anenge achimonyoroka muviri wake nemhosva yomudumbu make munenge muchirwadza chaizvo.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

binza

Kubinza kuita zvinhu zvinoita kuti munhu ashatirwe.

Verenga

Swipe for the next word