Duramazwi
Zvinoreva
Kubinza kuita zvinhu zvinoita kuti munhu ashatirwe.
1
Kubinza kuita zvinhu zvinoita kuti munhu ashatirwe.
Binza kapuka kane makumbo mapfupi nomuswe murefu, kanogara mumvura kachidya tupuka twakaita sehove nematatya.
Kubinza kuita zvinhu zvinoita kuti munhu ashatirwe.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bipita
Kubipita kutakurira chinhu papfudzi.
VerengaSwipe for the next word