Duramazwi
Zvinoreva
Kubinha munhu kumurova zvakasimba, kazhinji uchishandisa maoko.
1

Kubinha kufamba uchitsika pasi zvine mutsindo.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03binin'idza
Kubinin'idza kuruka zvinhu zvakaita semajuzi, chirukiso chichiti chikambobuda chonyura mushinda.
VerengaSwipe for the next word