KwaunobvaDuramazwiRruka

Duramazwi · chiito

ruka

weave · Luke · braid · knit

ruumwindiwakari

Zvinoreva

Kana mhuka dzesango dzichiruka, dzinenge dzichifamba kubva padzaimbogara kuenda kunotsvaka imwe nzvimbo itsva yokugara.

Kugadzira kana kuumba muchiita zvokupesanisa nokusunganidza zvakadai netsanga, murara, makavi, mikosi neshinda.

Ruka ndeimwe yetsanga kana simbi dzakawanda dzinorukirwa pasi pebhasikiti.

1

Sitichi inhanho imwe chete inofambiwa netsono ka- na uchisona, kana neniti kana uchi- ruka.

2

Kana mhuka ichinzi yaruka, inenge yangorauka kubva mune dzimwe, ndokuchitanga kupakasha nesango isina kwayakanyatsonanga.

Vakomana vakabata mbira yakanga varuka mubani.

3

Kugadzira kana kuumba muchiita zvokupesanisa nokusunganidza zvakadai netsanga, murara, makavi, mikosi neshinda.

Ruka ndeimwe yetsanga kana simbi dzakawanda dzinorukirwa pasi pebhasikiti.

Sitichi inhanho imwe chete inofambiwa netsono ka- na uchisona, kana neniti kana uchi- ruka.

Bwipwi mwana weshiri asati agona kunyatsobhuru-ruka.

4

Kuruka kusunganidza nokusonanidza muchiumba zvipfeko kana midziyo. Mudzidzisi akati kuvana, "Zvino chitsanangurai zvinhu zvose zvamunoziva zvinorukwa nomurara."

5

Kana munhu achiruka juzi, anenge

6

Ruka ndeimwe yetsanga kana simbi dzakawanda dzinorukirwa pasi pebhasikiti.

Bwipwi mwana weshiri asati agona kunyatsobhuru-ruka.

Muzekweni mushonga unoshandiswa kurapa ruka-wo.

Kuti wawu kuka-ruka wapa munhu mbama yakasimba.

Zvakafanana

ruu · mwindiwakari

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruka nyaya

Kana munhu achinzi aruka nyaya anenge aumba nyaya inonzwisisika kubva mumusoro make.

Verenga

Swipe for the next word