KwaunobvaDuramazwiRruka nyaya

Duramazwi

ruka nyaya

Zvinoreva

Kana munhu achinzi aruka nyaya anenge aumba nyaya inonzwisisika kubva mumusoro make.

1

Kana munhu achinzi aruka nyaya anenge aumba nyaya inonzwisisika kubva mumusoro make.

Munyori uyu akaruka nyaya ikazopedzisira rava bhuku rinoverengwa.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rukamwe

Kana muchiita chinhu rukamwe munobva matongochipedza ipapo pasina zvokuzodzokorora.

Verenga

Swipe for the next word