KwaunobvaDuramazwiTtambanudza

Duramazwi

tambanudza

Zvinoreva

Kana munhu achitambanudza ruoko anenge arutandavadza sezvatinoita kana tichimhorosana.

1

Kana munhu achitambanudza ruoko anenge arutandavadza sezvatinoita kana tichimhorosana.

Ndakatambanudza maoko ese ndichibva ndagashira.

Anosvika otambanudza ruoko rwake kuita sekuti aida kuti ndirubate but haruna kuzosvika kwandiri ruchibva rwadzoka kumashure.

Zvino tinoda kuti uchitambanudza pfungwa dzako muchidzidzo chino uchidzidza kukosha kwemadimikira mumutauro weChiShona.

2

Kana uchitambanudza chinhu chakapetwa unenge uchichibhedhenura kuti mukati macho muonekwe.

3

Kutambanudza pfungwa kufunga zvakadzama pamusoro pechimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tambanuka

Kana chinhu chakaita somucheka chakatambanu-

Verenga

Swipe for the next word