Duramazwi
waridza
spread
-chinga-wadza-wara-warura
Duramazwi
spread
Kuwaridza kutambanudza rukukwe kana jira pasi, kuti vanhu vagare kana kufuga.
Kuwaridza kutambanudza rukukwe kana jira pasi, kuti vanhu vagare kana kufuga.
Vakasviko waridza pasi kwave kurara havo.
Ndaive ndawaridza pasi zvakanaka ndichibva ndakikiritsana nsye kusvika ndakwanisa.
Akanga asina kumbonyatsokotsira kubvira nguva yaakawaridza rukukwe pamwe namagudza ake.
Kana munhu akawaridza nyaya kana chimwewo chinhu anenge achibudisa chose pachena.
-chinga · -wadza · -wara
-warura
Duramazwi
01 / 03warika
Kuwarika kuvaima kunoita mheni kana mvura ichinaya.
VerengaSwipe for the next word