KwaunobvaDuramazwiWwarira

Duramazwi

warira

-waridza
1

Zviri kumwene wegira kufuka kana kuwarira.

Chenjedzo: Pane zvinhu zvaunofanirwa kungwarira pakushandisa madimikira muzvirevo.

Munhu unofanira kungwarira pakutsvaga musikana asingazokunyadzise kuenda naye pane vanhu kumafaro.

2

Kuwarira kukavira kana kukusha mbesa pavhu risina mwando wakakwana wokudzimeresa.

Zvine chekuita

-waridza

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

waro

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ari kuda kutaridza kuti pane zvimwe zvaanga akanganwa pane zvaataura.

Verenga

Swipe for the next word