KwaunobvaDuramazwiWwaro

Duramazwi · zita

waro

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ari kuda kutaridza kuti pane zvimwe zvaanga akanganwa pane zvaataura.

1

Bakatwa raive kumusana kwavo rakaramba riri mumuviri mavo richingoonekwa mubato waro Kweteka!

Gunguo rinodya mbamba, rino muchero waro.

Zirume iroro raikara zvekuti raigarorova mukadzi waro kana asina kubika sadza nenyama.

2

Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ari kuda kutaridza kuti pane zvimwe zvaanga akanganwa pane zvaataura.

Ndati ndiMhere akauya neshuga, aiwa ndiMhangwa waro.

Bakatwa raive kumusana kwavo rakaramba riri mumuviri mavo richingoonekwa mubato waro Kweteka!

Zirume iroro raikara zvekuti raigarorova mukadzi waro kana asina kubika sadza nenyama.

Zvine chekuita

hwaro

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

waru

Kuti waru kubvisa gumbeze kana chimwewo changa chakatambanudzwa.

Verenga

Swipe for the next word