Duramazwi · zita
hwaro
base · foundation · foundational · basis
rukorowa
Duramazwi · zita
base · foundation · foundational · basis
Hwaro zvinhu zvinotanga kuitwa, zvinozobatsiridza pakubudirira kwezvimwe zvichatevera.
Hwaro zvinhu zvinotanga kuitwa, zvinozobatsiridza pakubudirira kwezvimwe zvichatevera.
Kurima uku ndihwo hwaro hweupfumi hwenyika yedu.
Hapana mhinduro yangobvavo kumwe asi dzose dzine hwaro hwadzo kubva mumutambo.
Hwaro uriri hwedura hwakakwirira, hunochengeterwa mbesa.
rukorowa
Duramazwi
01 / 03hwasha
Hwasha inzvimbo inobatira mazino munyama yomumuromo.
VerengaSwipe for the next word