KwaunobvaDuramazwiHhwasha

Duramazwi · zita

hwasha

mazeyanhururu

Zvinoreva

Hwasha inzvimbo inobatira mazino munyama yomumuromo.

1

Hwasha inzvimbo inobatira mazino munyama yomumuromo.

Akabuda ropa nomuhwasha mushure mokukwesha mazino.

Manyada inzvimbo inosara hwasha chete panenge pakabva mazino.

Hwasha mweya wakaipa unenge uchibuda mumromo memunhu.

2

Hwasha mweya wakaipa unenge uchibuda mumromo memunhu.

3

Hwasha mupendero wepoto yevhu kana kuti hari.

Zvakafanana

mazeya · nhururu

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwasho

Hwasho zvipfeko zvemutsoka, zvekungopfekera gumbo, zvinowanzopfekwa munhu ari pamba.

Verenga

Swipe for the next word