Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti hwashu kubva panzvimbo nokukasika.
Hwashu ishangu yakashama, ine tumabhande chete pamusoro.
1
Kuti hwashu kubva panzvimbo nokukasika.
Kuti hwashu ruzha runoitwa nemunhu anenge achifamba muuswa.

2

3

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwasikiti
Hwasikiti kabhachi kasina maoko kanogona kupfekwa pasi perimwe bhachi hombe rinenge riine maoko marefu.
VerengaSwipe for the next word