KwaunobvaDuramazwiHhwata

Duramazwi · zita

hwata

mukwasidhuhwai

Zvinoreva

Hwata ishiri yakareba zvikuru, inonyanyofamba ichitsvaga hwiza nenyoka mumapani, uye ine dundundu jena namakumbo marefu ane zvidya zvitema.

1

Zvakafanana

mukwasi · dhuhwai

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word