Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ware ware kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo uchienda nazvo kune imwe nzvimbo.
1
Kuti ware ware kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo uchienda nazvo kune imwe nzvimbo.
Pavakangomurambidza kutaura padare akabva angoti nhava dzake ware ware ndiye tande akananga kumba kwake.
Kuti ware ware kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo uchienda nazvo kune imwe nzvimbo.
2
Kana vanhu vakati ware ware vachibva panzvimbo vanenge vabva mumwe mumwe vachikasira uye vachienda nenzira dzakasiyana.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03waridza
spread
VerengaSwipe for the next word