KwaunobvaDuramazwiWwarawashu

Duramazwi

warawashu

Zvinoreva

Kuti warawashu kusimuka nekutiza nechimbichimbi.

1

Kuti warawashu kusimuka nekutiza nechimbichimbi.

Tsuro yakati warawashu ndiye toro kutiza imbwa dzisati dzaiona.

Kuti warawashu kubva panzvimbo nokukasira, uchitora zvinhu zvako zvose zvinenge zviripo.

2

Kuti warawashu kubva panzvimbo nokukasira, uchitora zvinhu zvako zvose zvinenge zviripo.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

ware

Kuti ware kutiza pakare pakarepo.

Verenga

Swipe for the next word