Duramazwi
Zvinoreva
Kuwarakatika.
1
Kuwarakatika.
Kana mapepa akawararika pachivanze anenge akangodonhera pose pose akawanda.
Kana zvinhu zvakati parara zvinenge zvakawararika panzvimbo yakakura.
Kana vanhu vachinzi vawararika vanenge vachingofamba nenyika yose pasina pavakanyatsa kunanga.
2
Kana vanhu vachinzi vawararika vanenge vachingofamba nenyika yose pasina pavakanyatsa kunanga.
3
Kana mapepa akawararika pachivanze anenge akangodonhera pose pose akawanda.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03warashu
Kuti warashu kungo-simuka nekuenda pasina kuonekana nevamwe.
VerengaSwipe for the next word