KwaunobvaDuramazwiWwaranyura

Duramazwi

waranyura

Zvinoreva

Kana munhu achiwaranyura magumbeze akawaridzwa anenge achiapeta kana kuabvisa achiaisa kwakadaro uko.

1

Kana munhu achiwaranyura magumbeze akawaridzwa anenge achiapeta kana kuabvisa achiaisa kwakadaro uko.

Chamupupuri imhepo inovhuvhuta nokutenderera zvine simba uye inokwanisa kuwaranyura matenga edzimba.

Kana munhu achiwaranyura magumbeze akawaridzwa anenge achiapeta kana kuabvisa achiaisa kwakadaro uko.

Chamhungwe imhepo inovhuvhuta nokutenderera panzvimbo imwe chete zvine simba. Chamhungwe chinowaranyura matenga edzimba pachinodarika napo.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

warara

Kuti warara kudonha kwezvinhu zvakaita setsanga dze-chibage, dzichiwira uko nekokoko.

Verenga

Swipe for the next word