KwaunobvaDuramazwiWwarara

Duramazwi

warara

-bvururu

Zvinoreva

Kuti warara kudonha kwezvinhu zvakaita setsanga dze-chibage, dzichiwira uko nekokoko.

1

Kuti warara kudonha kwezvinhu zvakaita setsanga dze-chibage, dzichiwira uko nekokoko.

Pataida kumuta huku yekuuraya takati warara chibage panze, idzo ndokubva dzauya dzichimhanya.

Kana munhu achirasa-rasa midziyo anenge achiikanda pese pes, ichibva yati warara.

Zvakafanana

-bvururu

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word