Duramazwi
Zvinoreva
Kuti warawara kudonha zvinyoronyoro zvisina ruzha, sezvinoita mvura yeguti.
1

Kana chiitiko chikati warawara chinenge changonzikwa mbiri yacho mazuva okutanga zvichibva zvangozopera chinyararire.
2

Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03warawashu
Kuti warawashu kusimuka nekutiza nechimbichimbi.
VerengaSwipe for the next word