Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ware kutiza pakare pakarepo.
1
Kuti ware kutiza pakare pakarepo.
Pavakangomurambidza kutaura padare akabva angoti nhava dzake ware ware ndiye tande akananga kumba kwake.
Kuti ware ware kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo uchienda nazvo kune imwe nzvimbo.
Aka kamuchakata kadiki, kanokura kachiti ware pasi.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03ware ware
Kuti ware ware kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo uchienda nazvo kune imwe nzvimbo.
VerengaSwipe for the next word