Duramazwi
tarangana
-taranga
Duramazwi
Kana zvinhu zvakatarangana zvinenge zvakaparadzana. Misha yemudunhu rino yakatarangana nekuti muchine vanhu vashoma.
Kana zvinhu zvakatarangana zvinenge zvakaparadzana. Misha yemudunhu rino yakatarangana nekuti muchine vanhu vashoma.
Daranganwa iguri rechibage rinenge riine tsanga dzakatarangana-tarangana.
Rukoto imbeu dzinenge dzichikura dzakatarangana-tarangana.
Kukohomara kugara tsoka dzakatsika pasi mabvi, ari mudenga asi makumbo akatarangana.
-taranga
Duramazwi
01 / 03taranza
Kutaranza kukavira mbesa uchisiya nhambwe refu pakati padzo.
VerengaSwipe for the next word