Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakaita somucheka chakatambanu-
1
Kana chinhu chakaita somucheka chakatambanu-
Kana ukati bepanhau zazanu unenge wanyatsorivhura rese ratambanuka.
Kupetenuka kuvhurika kana kutambanuka kwejira ranga rakapetwa.
Kugonya kugara kana kurara maoko namakumbo asina kutambanuka.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tambarara
chinenge chabhedhenurwa, pasina nzvimbo yakavharika. 2 Kana nzvimbo ichinzi yakatambanuka inenge yakakura zvakafanira zvokuti zvinenge zvichida kuitwa pairi zvinokwana.
VerengaSwipe for the next word