KwaunobvaDuramazwiDdhadhanura

Duramazwi

dhadhanura

Zvinoreva

Muchina yeruzivo.

1

Muchina yeruzivo.

Kuti tambanu kudhadhanura zvakaita sejira kana mucheka, kuti upamhi nourefu hwazvo huoneke.

Kunengaira kufamba pamusoro pechinhu chakaita sedanda wakadhadhanura maoko ako kuti urege kuwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhadhu

Kuti dhadhu kucheka kana kubvarura chinhu chine mukati mune zvakanyorovera kana kuti zvinogona kuyerera zvichibuda.

Verenga

Swipe for the next word