KwaunobvaDuramazwiDdhadhu

Duramazwi

dhadhu

Zvinoreva

Kuti dhadhu kucheka kana kubvarura chinhu chine mukati mune zvakanyorovera kana kuti zvinogona kuyerera zvichibuda.

1

Tsotsi rakanzi dhadhu nebanga nechepadumbu.

Kuti dhadhu kucheka kana kubvarura chinhu chine mukati mune zvakanyorovera kana kuti zvinogona kuyerera zvichibuda.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhafu

(rupawo) Dhafu rudzi remabhazi nemarori makuru anogadzirwa nekambani ine zita rimwero.

Verenga

Swipe for the next word