KwaunobvaDuramazwiBbira-bira

Duramazwi

bira-bira

Zvinoreva

Kubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.

1

Kubira-bira kusanyatsobuda pachena pane zvaunenge uchiita.

Anongoita zvekubira-bira kunwa hwahwa, sezvo asingadi kuonekwa nevanhu vekuchechi kwa ke achihunwa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

biribidi

Kuti biribidi kudonha zvine simba kwemunhu kana chinhu chirefu.

Verenga

Swipe for the next word