KwaunobvaDuramazwiPpava

Duramazwi

pava

Zvinoreva

Mashoko ekutsanangura nhoroondo yenjodzi.

1

Mashoko ekutsanangura nhoroondo yenjodzi.

Zvakanetsa Tambaoga kuti asimudze baba vake achivaisa kumusana, asi pava pasipo akazvigona.

Zvino pakanga pava pakati pousiku chaipo.

Mhosva haiwanzoonekwa zuva rayaparwa asi zvinozobuda pachena pava paya.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pavha

Pavha chimwana che mupavha, chinoita mhodzi dzinogona kugochwa, dzinoita kunge nzungu pakudzidya uye chinobamuka kana chaoma.

Verenga

Swipe for the next word