Duramazwi
Zvinoreva
Kukwanhura.
1
Kukwanhura.
Vakaenda mberi vachichema vakabata paura namaoko maviri vachidzungudzadzunga vachiti, "Nhai, nhai mhai, nhai mhai-i-we,-e!
Muzani chibundu chinowanikwa paura hwetsuro.
2
Kupauraukubvisa zvinhu kubva muboka mune zvimwe uchizviisa pazvo zvoga.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pauzima
Kana munhu achiti akaita chinhu pauzima anenge akachiita iye pachake.
VerengaSwipe for the next word