KwaunobvaDuramazwiPpavha

Duramazwi · zita

pavha

Zvinoreva

Pavha chimwana che mupavha, chinoita mhodzi dzinogona kugochwa, dzinoita kunge nzungu pakudzidya uye chinobamuka kana chaoma.

1

Mupavha chikwe-nzi chinotanda, chinoita mashizha akafara nezvivana zvine mhodzi mukati, zvinobamuka kana zvaoma.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pavhu

Kuti pavhu kupa munhu zvinhu zvakawanda nguva imwe chete, uchitaridza kusanyima uye kushaya hanya nokuti zvinogona kuzopera.

Verenga

Swipe for the next word