KwaunobvaDuramazwiIizvozvi [izvezvi]

Zvinoreva

Kana munhu achiti izvozvi anenge achireva nguva yakare iyoyo yaanenge achitaura.

Ichi chiratidzapedo chomupanda 8.

1

Kana munhu achiti izvozvi anenge achireva nguva yakare iyoyo yaanenge achitaura.

Uya pano izvozvi.

2

Ichi chiratidzapedo chomupanda 8.

Zvitsauko izvozvi ndizvo zvinonetsa kunzwisisa mubhuku iri.

Zvakafanana

iko zvino · iye zvino · zvino uno

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

izvozvo

Ichi chiratidzakure chomupanda 8. Zvidhina izvoζνο hazvina kunyatsopiswa zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word