Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane izwi guru anenge achitaura zvinonzwika kure.
1
Kana munhu achinzi ane izwi guru anenge achitaura zvinonzwika kure.
Chidaidzira mazita ava iwe nokuti ndiwe une izwi guru.
Kana munhu achinzi ane izwi guru anenge achitaura zvinonzwika kure.
2
Kana munhu achinzi ane izwi guru ndiye anenge achipa mutemo kana kutungamira vamwe. Baba ndivo vanofanira kuita izwi guru mumba.
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03izwi rekutapa
Iri ishoko rinege rauya mumutauro rikatotambirwa asi iro rakabva kuno mumwewo mutauro.
VerengaSwipe for the next word