Duramazwi
zvino
now · henceforth
Duramazwi
now · henceforth
Kana munhu akakubvunza kuti zvino mushure mekumuudza zvimwe zvinhu anenge achida kukusvota kana kukuratidza kuti hapana zvauri kutaura.
Tinoshandisa zvino kureva kuti nguva iyoyo, chiriporipotyo.

Apa ndipo paakachizonyatsoona zvino kuti mudark room aive asina kungoiswamo chete.
Zvino handifungi kuti zvese izvozvo ungazogona kuzviita ukapedza wakubva kuchikoro.
Zvino nderwani ruoko rwakaita chitadzo chakadai?"" Ipapo misodzi yakanga yava kubuda.

01 / 03zvino uno
Kana munhu akati zvino uno anenge achitsinhira kuti ari kutoreva pachinguva ichocho chaari kutaura.
VerengaSwipe for the next word