KwaunobvaDuramazwiKkuzoti

Duramazwi

kuzoti

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa mbiri dzinoratidza kuti chimwe chiitiko chakaitika chimwe chapera.

1

Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza pfungwa mbiri dzinoratidza kuti chimwe chiitiko chakaitika chimwe chapera.

Kuzoti tapedza kudya, takapinda mumota, tichibva tananga kunhandare yebhora.

Ko kuzoti Tadiwa aiita kunyara kunge munhu awanikwa akarara nembudzi.

Plus ndakatya kuti mama vaigona kuzoti dzoka uzovata mumba mune vamwe ndozodzoserwa mudark room.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word