KwaunobvaDuramazwiZzvinetsa

Duramazwi

zvinetsa

Zvinoreva

Kuzvinetsa kuva nepfungwa dzokushushikana dzinenge dzichivhiringidza munhu.

1

Kuzvinetsa kuva nepfungwa dzokushushikana dzinenge dzichivhiringidza munhu.

Chirega zvako kuzvinetsa nyaya iya ndagadzirisa.

Patakanzi napastor tivasimudze tinovaisa kubedroom kwavo ivo havana kumbozvinetsa.

Sezvandakambotaura kuti handichadi kuzvinetsa nezvinhu zvisina kunangana neni ndakabva ndangonyarawo.

2

Kana munhu achizvinetsa anenge achiita zvinhu achifunga kuti zvinoshamisira asi vanhu vasinei nazvo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word