KwaunobvaDuramazwiNnjacha

Duramazwi

njacha

Zvinoreva

Kunjacha kufamba netsoka uchienda kunzvimbo dzakawanda dziri kure.

Kuti njacha kudonha kwemunhu asina simba.

1

Kuti njacha kudonha kune ruzha, kwezvinhu zvakaita sehuni.

2

3

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njadagu

Kuti njadagu kudonha nemanhede, wobva warovera nomusoro nomusana.

Verenga

Swipe for the next word