Duramazwi
Zvinoreva
Kuninira kusimudza ruoko uchidana munhu narwo, kana kuti uchimumhorosa.
Kuninira kutapudza poto iri pamoto inenge yakazarisa, wozodzosera zvawabvisa kana yapweva.

Kana munhu achidaidza mumwe anenge achimuninira, kazhinji noruoko, kuti auye kwaari.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03niti
Niti kagwenzi kanotandira, kanoita maruva matsvuku uye kanobereka vana vanenge nyemba, vanenge vane mhodzi mukati, vasingadyiwi.
VerengaSwipe for the next word