Duramazwi · zita
Zvinoreva
Niti kagwenzi kanotandira, kanoita maruva matsvuku uye kanobereka vana vanenge nyemba, vanenge vane mhodzi mukati, vasingadyiwi.
Niti imwe yesimbi mbiri, refu dzakatesvera mberi, dzinoshandiswa pakuruka zvinhu zveshinda zvakaita semajuzi.

Munyaya dzekuruka kuvamba kutanga kuisa masitichi paniti kuti ichigotangisa kuruka.

Zvakafanana
munhutuwaro · sisane · chonjo
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njacha
Kunjacha kufamba netsoka uchienda kunzvimbo dzakawanda dziri kure.
VerengaSwipe for the next word